Wednesday, December 10

Vabatwa Ngunzu Havachawanikwa Nema Bhasikoro Avo

Zvakaoma zvevana ava kurikuda kuita history chete.Apa Goma ndiko kune M23 ...truck drivers anzi avatoende ku

 

 

 

GomaZve Nigeria zvaramba vakudzoka ...vatya Hondo yepa Drc ....Dai vabudirira Drc Nigeria kwacho vaikusvika sei futi iko kune ma bhanditi akubata vanhu huruwork..

 

 

 

.Dzokerai kumba muende kana Malawi kana Zambia kwete zvamanga makuda kuita motiwinzira Ebola nemalaria

  • Share: