Thursday, March 12

Vabereki gonai kupfeka pamberi pevana Mwanakomana akadzingwa pamba mushure mekuda kuita amai vake mukadzi

Vabereki gonai kupfeka pamberi pevana Mwanakomana akadzingwa pamba mushure mekuda kuita amai vake mukadzi, mwana uyu akakura achingoda amai vake kuvaita mukadzi so vakamurova akatiza pamba ,then ndokuzonzwa tsitsi ndokumutora ,but mentality yake haina kuchinja ,

 

 

 

 

Amai vacho futi idressing rudzi iyoyi pamberi pemwana mkomana atokura kudai She must learn to dress properly kwete kuita kunge arikuenda kuTouchline

  • Share: