Vagari vekuNorton vari kushungurudzika zvikuru mushure mekunge Council vapaza misika yavo. Apa vakadhadhara mari dzemisika pasina 3 days $30, husiku hwacho vakauya kuzoparadza zvinhu zvavo . Vari kuchema kuti havana
imwi nzira yokutsvaga nayo mari kunze kwekutengesa sezvo kusina mabasa. So varikukumbira Council kuti ivagadzirire pakutengesera pari pamitemo. Sekupfunga kwako Council yakaita zvakanaka nechiitiko ichi?