Vagari vemu Unit L tashota Jayden blessing pikitai zvorwadza hakuchina😭😭😭Clara Yeukai akazviuraya akawanikwa pa ground remu J its a
mistake paiswa pic yake pavanhu ve AccidentYoo ndiye anemskana akazviuraya wemuraini medu shem vakanga vabva kunetsana the day
before razofa mskanaClara Yeukai pane kwaaka postwa achinzi azviuraya nekuti musikana wake akanwa poison mushure mekunge aramba nhumbu hameno chokwadi ndechipo