Valentine Baby Mama Va Hulungende Veku Mhondoro ??♂️??♂️?Votukwa Na Malloti and Hulungende Wakatizira Usina Mimba & Wakauya Kuzobika Sadza ???♂️?? haa mukabva mumadhaka mese unogona kuzongosiirwa paDoor reShower yuhwii ?
Haaa panyaya iyi ndadzidza kuti usabvume kubva kumadhaka nemunhu anozowana type yake kana ave mu tara ????