Wednesday, May 14

Vama 2000 Achatiuraisa Kani

wakadiii hako? Ndokumbira undiisirewo kupage kwako nyaya yangu. Tine maan wasisi vangu asiri kuonekwa. Akangobuda mumba musi wa6 muahure mekunge mai vake vamutsiura. KuPolice vakaenda, apa iye akatodzima foni haisi

 

 

 

 

kuita. Ndiye uyo, anenge amuona kana kunzwa nezvake number yangu iyo, +27677763223#

Anonzi Tanaka DhlaraVana vachatiuraya sure ,kungotsiurwa akuto boykota

  • Share: