Thursday, July 18

Vana 3 Ve Creche Vofa Mushure Mekudonhera Mu Sewage Pipe Yakavhurika In Kambuzuma

This is sad💔. City council yakasiya this sewage pipe yakavhurika. So far vana three have died after vadonhera mugomba iri vakayeredzwa nemaSewage. Just last week a small child akadonhera imomo achibva kuCreche in Kambuzuma and body yake yakazowanikwa kuWarren Park. 

 

 

 

 

 

MaLeaders edu haana mwoyo, this is just sad.Yowe yes rufu mirador but ihhhh imagine macup aakamwa nhai Mwari veduwe zvakaoma  

 

 

 

 

 

 

Kana patinogara muchiona kty pane zviri dangerous knyanaya naked Eletric wires , open sewage n makoma akangosiyiwa akashama let's be careful newana wedu coz iyo council chainoda mari not our healthy and protection  

 

Sleep well little 💓💓

  • Share: