Friday, October 17

Vana ava vanotiuraya nguva isati yakwana apa unenge wakabhadhara feez uchishanda kuti ayende kuchikoro

🙌🙌🙌yuhwi yuhwi vanhu vanenge vanenyere kumasango iko

 

 

 

Vana ava vanotiuraya nguva isati yakwana apa unenge wakabhadhara feel uchishanda kuti ayende kuchikoro mwari chingotarisai vana veduUyu akudirwa location and address this is brutal 😢Wese wari kutuka wana awa anopenga.

 

 

 

 

Mese makabvaneko wazhinji hawachatozivi nekutii humhandara hwakaenda wakaperera papapi wana vese wanodaro let's pray for our kids kumasango uko wazhinji wavo wanogara nana mbuya imi muri kumabasa

 

 

Amanaka kugogodza musuwo wejeri neblambi Baba

  • Share: