Sunday, November 02

Vanhu varikumurambira zvavo but chokwadi ndechekuti ana Papa Ava sleeps with young girls , especially vanema gifts

 please post for me 

I wanna talk about nyaya Yamagaya .

Vanhu varikumurambira zvavo but chokwadi ndechekuti ana Papa Ava sleeps with young girls , especially vanema gifts ukawona wachiviwa na papa ziva kuti they saw something in you ,kuporofita kwese kwavanoita kuye and kuporesa ma gifts Ema young girls avanoita manifest during sex,and muchaona kuti vanhu ivava when they are sleeping with you Ava protect ,and that is because they what physical connection nechibereko chako which is a sacred thing .

 

 

during or after mara mese vane zvavanozoita zvavanenge vakaudzwa Ku n'anga and yes vese vana papa venyu Ava vanemukurumbira vanoenda kun'anga ,I'm saying this with 1000000000?sure .ndangoti nditaure this information kuitira kuvana sikana vangange vari muma relationship or vaka repwa nana papa please seek help fast because kubiwa kwechipo chako chichinoshandiswa na someone kunopa iwewe ma bad lucks nekuti life yako isafambe zvakanaka.kune vakamorara nana papa chinhu chekutanga chaunoona kuhope ,unorota same prophet iyeye achirara newe Ku hope or

 

 

 

 

unaye kunzvimbo dzisinganzwisisike ukawona zvadaro wotoziva chipo chako chatotorwa and life inobva yatanga kukuwomera . I'm saying this as a victim of a certain prophet ,ndakatambura and i tried everything until ndazorota hope ndikaudza anodudzira ,akati wakarara na someone akakutorera chipo chako zvaakuita kuti utambure cz chipo ichocho ndichi chayifanirwa kukubatsira kuti ununure dzinza rako

 

 

 

mumatambudziko,and zveshuwawo ndisati ndasangana na prophet ndairota ,ndaitoona zvinhu zvisati zvaitika ndotoudzwa zvekuita kuti zvinoda kuitika zvisaitika but kubva pandakasangana na papa zvakapera kunyarara kuti zii ,kutonzwa kunge I'm lost ,kunge andisini pane mumwe munhu akagara pandiri ,ma spiritual attacks ,ayiwuya left right ,center .Nanhas zvinhu azvisati zvanyatsonaka I'm still fighting kuti ndiite take back everything 

 

 

 

So ndangoti ndi share kana aripo arikunyengwa ,arikuda kudanana na papa please don't do it i beg you there's nothing special chaari Kuda kwauri ,he will destroy your life ,i know vane sweet tongue , they are manipulative, attractive and they are good pretenders , they make you feel like you found the one but please don't do it,the damage they will cause you is not something you can easily fix its a very hard and complicated journey ,if you love your life girl child run away zvako please , please 

 

 

 

Kune vakatopindana nazvo seek help very fast of- course justice hatiiwane because we live in a world where people blame the victim and sympathyz with the culprit the so lets just seek spiritual help 

 

 

 

Thank you ?♥️I followed Proff Ex that’s how I got to have an understanding yezvakawanda especially kuma churches ukuWhether uyu arikunyepa or not papa is not clean at all panyaya dze

 

 

 

 

rape & he knows how to pick them, tuma sister tune kahunzenza nzenza neka kuda zvinhu kuti pple can easily dismiss them I guessSaka muZim hamuna mavictim erepukesi ka, vese vanenge vachingonyepa?Evangelica Sandie akambozvitaura but vanhu havanzwe

  • Share: