Murume akapfeka mukadzi akati Aiwa ndoda zve varumbi hangu ndini ndadii.Chandangodira matako Ake akafanana nemusana wake haana tumupunduAskana batai mai Mai Juju Cosmetics vane mafuta Anoita kuti Magaroo anake garoo askana ngarikweshe zvese zviriko kunamai JuJu.
Taramba matako akasviba kudai garoo ngarionekere kunge ana Kim Kardashian shuwa Moda kutisekesa. NEMA saskoUkaona uchiseka munhu akazvipfekera swim wear sezvizvi ndimi vaye varikutisekesa muma foreign countries tichinzi MaZimba anoenda ku beach ne piticot, Jean skirt or kupinda mumvura ne dress chairo ?. Attire and body both perfect for that occasion.Pane ane magaro akatsvuka here ngatisanyeperane Pano