Hanzi hee tinoshanda nezviripo but mari yavepo hayo kusada kutengawo hembe dzakanaka dzinofita body yavo, Ezvino vanorara vari 4 padouble bed stove kuita makoko etsvina iwe Giri kutadza kutsvaga helper anouya achibatsira mukadzi kana uchiomera nemari itawo, Bed inogara yakangoiswa duvet rewhite iroro base bed harina kana cover ,kutadza kuita spice up things vanhu vane mari ,IInii used kuvafarira asi haaa ndakubuda mavari😂
,mukadzi akarwadziwa nemimba preparation isina kana kurongedzwa ,imi mai Nyathi potai muchiendawo kuyoutube muchitarisa on how to organize mumba and how to dress ndatendaVeduwe mati havageze here vamwe vanhu vakatongodaro ganda ravo haribatire mvura asi vakazowana zvifuta zvodhura vakatanga kubleacher Ehe even dressing
vanotodawo anovabatsira mongozivawo vanhu vakakurira kumarizevhaZvima firita zvenyu izvi ndakazo gara ndakamirira munhu ari pedo neni ndichiti haasiriye asina kuzviisa 🙄Amai Shema nhando havatode zvekunyatso geza vachiwota, ganda richidairwa nemvura mheno kamwe kahu tsvina tsvina soo kavanako. There were days she used to be super clean but not anymore. Joyie farira kugeza iwe usati wabaya live button chero uchiri muzvere kudaro