Monday, June 24

VANHU vochema Nyathi Family Iyi Hazvisikuita

Makoti is young dressing yavamupa ndeyevanhu vakura,but I love them though ♥️♥️♥️Tht brother is very handsome ..tt lady needs grooming otherwise brother vakaramba vachipiwa suit ndaona vakuona sekunge vasisaenderana na amaiUmwe fashion designer atowana chidhori chake chekudzidzidzirira mucheno .mazimba ityai Mwari imi 🤣🤣🤣

 

 

 

 

 

Hembe dzakanaka bt kuna sister vangu dzavazovapawo pazera ravo hadzizonyanyoita hadzo bt zvinotendwa chose paitwa zvakanakaUum hazvisi kuita mkadzi wechidiki uya aaaa..kuita

 

 

 

 

 

 

Mbuya Tanaka kudaro...kune ma long skirts akatonaka kwete zvawakapfeka izvo.. humble humble kudii uchipfrka zvakadaro..Hembe dzakanaka but ndiani nhaimi akuvapfekedza so hatisi kushora but pazera rake dzirikowo dzinoita.mmmmmm

  • Share: