Friday, May 09

Vanhu Voseka Ngundu Madamboss Vonyadziswa Na Tonto Dike Nigerian Actress Mushure Mekunge Vati Happy Birthday I Love You Vanhu Voti Vanoda Kuzvikwanisa Pese pese

Hanty ndakakuudzai ngundu inoda kuzvikwanisira pasiri payo hanzi heeee akapiwa 2k ko kupiwa mari ndokudiwa here ndohushamwari here?Ndogara ndichitaura kuti sineki family iyi ine kamwe kahudofo zvimwe azvidi pa vakadzi vakuru 😂😂😂😂😂Tonto afunga kuti atukwa neshona haana chanzwa atovhunduka kuti makore akawanda ndochii ichocho if kunyadziswa was a person🤣🤣🤸‍♀️🤸‍♀️

  • Share: