Mazenya apihwa vakadzi vanoshanda kuHarare City council hatina zera nawo. Vanhu vakadhiniwa kunze uko iwe wouya kuzongotora
yo porisi yekanzuru yanetsa matorero avonoita zvinhu zvevanhu haaa zvorwadza.chinozonyanyo ndibhowa ndechekuti ndevedu vakapinzwa basa ne opposition bt moyo wavo wakuita kunge vanhu veZanu.kuno
kumasendiraini vakauya vachinetsa tovakwaturaVakapota machimamiswa kudai nyika yonaka manje manje ngatiitei moyo mumwe wekumamisa vanhu vasinganzwe chete zvonakira teseUnosimbiswa kunzi rova nemunhu Ari Kumba kwake ..never take the law into your own hands ..unokuvara vava wega kuchitokisi and vaikusimbisa hapana anokuita bail out ..mucharova mnhu akafa ..vanhu vakurwara vachifamba
Mazenya apihwa vakadzi vanoshanda kuHarare City council hatina zera nawo. Vanhu vakadhiniwa kunze uko iwe wouya kuzongotora zvishandwa