Thursday, December 18

Vasikana Vorumana: Nyaya Ye Boyfriend

Zvinonzi vasikana vorumana vari kupisa moto pasocial media mushure mekunge nyaya yemukomana mumwe chete yatsemura hushamwari hwavo.

 

WhatsApp video 
https://whatsapp.com/channel/0029Vb7MByY1NCrNYEU4R104

Mukomana uyu anonzi aive achidanana nevasikana vaviri panguva imwe chete, achivavimbisa rudo rumwe chete, zvinyararire achivatumira mameseji akasiyana. Zvakazobuda pachena mushure mekunge umwe wavo awana screenshots, ndipo pakatanga drama, ma status, nemapost akaita kuti nyaya iyi itrenge.

 

Vanhu vakawanda vari kupatsanuka pfungwa—vamwe vachiti “mukomana haana mhosva, vasikana ngavataure chokwadi”, vamwe vachitsigira vasikana vachiti vakanyengerwa. Nyaya iyi yava kudzidzisa vazhinji nezverudo, kuvimbana, uye njodzi dze multiple relationships. Ko imi munoti ani ane mhosva panyaya iyi? 

 

  • Share: