Pane munhu akaenda kunoona Vecco Lupa so ndakabvunza ndikati arisei Vecco ..Zvikanzi akasimba ndikati apana charikuda here ndobva ati kuna mainini vake vakati arikuda toiletries haana ma tissue so kana pane anokwanisa kumu helper
Ne sipo dzekugezesa
Ma tissue
Colgate
Mafuta ekuzora
Ma biscuits
Roll on
Maputi
Zvongodiwa kuti ashandise arimukati munenge mabatsira.Vagari vemu Botswana endai mongobatsirawo Jeri rake riripadhuze ne court 5 mins kubva pa court ndipo paari ....Sipo inotodiwa munhu angawora itayi plan