Wednesday, May 08

Video ya Amai Vemwana waGilbert Akanzi Ba Ketina Arikudanana Na TT Voti Aya Ndomashura Takutora Nwana Wedu Adzoke Ku Kadoma

Amai Vemwana waGilbert Arikunzi Arikudanana Na TT  Voti Aya Ndomashura Takutora Nwana Wedu Adzoke Ku Kadoma

 

 

 

Amai Vemwana Uyu Vaita live na Nhubhu Vakataura Kuti mwana wedu Haazi Ngochani. Takumutora rugare naye . Asi Ati arikuda kuuya after birthday party yake  wonai Video yacho pasi 

 

 

 

 

  • Share: