Blav avo varikuchema kubirwa tv ye 10 000 Rand ko pavaitsara bhinzi vasingade kubhadara maida kuti adini đ
Wakagona Nyaradzo wamiririra Cape Town Khayelithsa, hanzi ramba wakadzvanya sema dzvanyiro aiita mazamhu ako kuma vhidiyo aburitswa ku tele
Vakuda kuona ma vhidhiyo ringi mu komendi sekisheni ichirohwa ipapoUsavarairwa varume pahure....
Nemi mahure kana maba chengetai tumakora twenyu shena kusvika kumukosho mbuuu zvevhiki kasingagezi.
Kana pastartus dhololo kunyara kuisa vana venyu.
Kupinza vabereki venyu bizz kuchengeta vana venyu.
Chibai mutumire kumusha mari yacho.
Bizz doro nemapart ke nywana straight.Hooo ndivo vekudya bota vasingade kubhadhara haa akazvibhadhara good move hanti wakati ukunotora mari ukaendera zvamuchose kkkkk warara uchishandura mwana wavaridzi