Mapurisa vabata vakomana vanoita zvekuvhurisa maLine vachishandisa ma fake IDs.
Ndivo vakomana vekuti unozongoona WhatsApp yako isisaite uye vakutopinda muEcocash or Bank Account mako.
Well done ZRP ?????Mapurisa aita basa kuda hekuno kudare wanikwe kwamira lawyer nemutongi
unozongonzwa zvonzi bail unozvishaya kana kungonzwa kuti mufakazi wenyaya haana kupa humbowo hwakakwana masungurwa kana dare rakukudai richakushevedzai nemasamanisi.unozorora iwe.Patonazi paneChitsotsi