Wednesday, December 10

What a humble person MHSRIP H.R. His Excellency

 

Madzibaba matirwadzisa. Ashie awanikwa pasowe ramadzibaba kwaanga aenda kundoshandirwa akaondwa nemazitombo. Kurova musoro akapfugama ndokungiwanikwa akadaro.

 

 

 

Madzibaba akaba mota aakatiza nayo ikazofira KuMachiloni just a few kilometers from Beitbridge town.

 

 

 

 

Hanzi kune vamwe vaviri vakawanikwa vakafa musango iroro. Pashata!

 

RIP H.R. His Excellency

Tarwadziswa veduweee

 

 

What a humble person MHSRIP 

ASHIEMachurch haana kuipa but zvakanaka kungoziva kuti ndepaani. ,anogarepi uye akabvepi muridzi wesowe

  • Share: