KuKwazulu natal pane imwe farm panetsa nezvikwambo, zviri kubatwa on camera zvichikama nekuba mbudzi ?????Last days are indeed very visible.
Hanzi neshoko mukaona izvi zvoitika zivai kuti kuuya kwangu kwavepedyo.While everyone is saying
this is AI.. I believe this is so realVamwe voti vamotakurwa nemota usiku vozongotiratidza vasvika pane imwe nzvimbo hamheno KT chokwadi ndechipi