Monday, June 23

Wicknel Chivhayo And Lulu Muteke Kwafiwa

R.I.P Baba va Lucy vekubirwa Mari nembavha dziye zvakaoma 😭 sorry hako LucyTitori murayini rechikafu pa MaronderaAah mwana nekupinda mumari vasati vafara kudya mari yemwana kwakutorwa nenguva shame

 

 

 

 

Va Muteke Forced Wicknel Chivhayo Kuti Ataure Chokwadi Mari YeRoora Yaakabhadhara Wasn't 300 000 usd Anoda Kutiuraisa Nematsotsi Why 

  • Share: