Haa amai endai zvenyu kujere straight apa.makusvibisa zita rechurch ma
mweyai wakati kitiKo munhu unoenda kuchurch kunonamateyi iwe uchisuya vana vacho vaunenge uchinamatira hnty vana ndovamunge muchiendera mnje mukasiya vana kudzimba mhep
dzinoemda kuvanaIiiiiii ndiudzeiwo kusiya vana mumba vari vega Mai vachienda kumasowe, vana vakatorwa vari vega mumba Mai vaenda kunorara kumasowe achivhayo kuChinhoyi
anhuweeee vakadzi imikaa masowe anyanyo koshei koooo