Ndafunga video iri yanga yatomira 😂😂😂moti azvigone zvekumirira.saka Nyathi akakanganisa kuisa number dzake Ku lodge ndobva Aisa dzemukadzi .Saka pavakafona vachida kuti kana pane zvamuri Kuda motiudza
ndobva fon yadairwa nemukadzi joey ndopakaita Uber Hutu kuhotera kunoona mdara hake akavharira zvake 😂6 weeks dzakawanda Nyathi atadza kubata Chinhu chake Ava kungofamba achiita ma sasko