Yes its TRUE he is married ,a relative from kuside kwemurume confirmed it pa call ,its also true zvirikutenderera muma streets kuti after the incident the guy akanosiya mari yekuti sorry kuna mainini vemusikana kuTanaka uko mberi kwe Glenview and his reason for not coming is arikuti ndakanga ndabaya Mai vangu nebanga which is not true
The other thing on the day he kept on saying im coming haana kudzima phone ,im coming akazosvika paakati tumirai indrive kuMbare igozotora ma groceries and zvakazotevera in the next few mins phone yakange yakungo ringer no answer...Musikana uyu ane hama dzaakanoratidzwa in Bindura ....so formal introductions were done ,but then the guy said to babe ndogara kuchitungwiza asi pando lodger pane vakomana vakawandisa so u cant visit me asi patoda kuonana pese tonozviitira kumusha ku Bindura ...
Follow closely we getting somewhere.........A night before marooro its not true that musikana akaonekwa aina ex.....instead musikana uyu nemukomaba wake asinakuzobudikira pamarooro vaitove vese mutown ,vakatosangana pa netone building apo,vakatozosiyana musikana auya kuzotorwa namai vake akunoitwa ma nails nemusoro ....handina side randirikutora izvi zvine evidence nema witness ,saka for now musati Isa evidence asi kana pane arikuzvipokana lets goooooo
Secondly its true that musikana anemwana wake ,asi mufave zvese izvi aizviziva there is a lot of evidence even ku accnt yemusikana,mface akatombobatsira kubhadhara fees ,zvekuti musikana aishanda ku a liquor shop its true and mface aizviziva ndiye akatozoti babe uku chimira kushanda ,kana pane arikupokana nazvo ngaauye ......
.TO BE CONTINUED......tiichasvika pamurikudaRelationship iyi yakatanga July this year ,so in other words they dated for about 3 or less months ...so dai zvisina kuzopindirwa na Satan January muchato ndopawanga wakarongwa kuda kuzoitwa .....hana dzemurume havaba kuudza mwana kuti munhu uyu is married ,day remarooro pakange pane one murume ainzi ndisekuru vemurume .....vanhu vakuru futi makupindira munyaya dzevana kubatsira kunyepa saka achatirayira ndiani
Muface apedzisira kutaura ne babe makuseni achingoti sorry hako .LADIES dont ignore red flags munomaona henyu
More to come
Munhu akaita cake wakagona basa welldone