Apphia haasi munhu wenoise or maDrama ??
Well, when the snake under grass keeps causing havoc…. then someone ends up exposing it ?
Meanwhile the ? is also doing its best to steal Jani’s limelight ??
The comment section is against Aphia and muri mahide futi KO huyayi fair tinyatsoona inini hangu that lady I like her anonzi Aphia.. if it's true kuti vane beef namadam boss beef nderechikwadi munhu uya is very clever paye ndopane intelligent dzese manje haasi we content nemaskit kaa munhu uya...Caedredia Yeukai Tanddy very true
,Quen Billion havaite zvechinzara nzara zvanaTyra .ende hondo yacho iyi dai vasiya havo vachazvidemba cheteMadam boss na Alphaqueen varikurwira kelvin,ane 26yrs old .zvinhu handzi mhofu vanoita malaika DNA nekuti haaziwavo.handifungi kuti Tyra akasvirisa kelvin papi or anomusvirisa Tyra abosvirisa mbinga kuti achengete mhofu