??? Uuummm veduweee zvakaoma Zvaitika kukaroi pajonni chikwange nemachipisa B vaChigwida nemudzimai wavo vakange vaenda kumusangano we Easter kuZcc Mbungo pakudzoka VaChigwida vakawana musha wapiswa
hapana chakasara uye hapana anoziva kuti ndiyani akapisa musha wavo,, saka parizvino chatovawo chikumbiro kumhuri yeZimbabwe nevanobatawo sangano navo kuti kana pane anonzwa ane Moyo wekupa please let's help the couple with love,, shuwa munhu kupisa zvese nehuku
Ummmmm asika chokwadi zvakaoma hazvo ? ? ? ? shuwa musha kuita DotaMuyedzo wayedzwa nemweya wakaipa enderera mberi nekunamatavusadzokere shure pachitsividzo chamwari wazvokwadi