Monday, June 09

Zebra kiss bus

Akati kuwe nemahwindi ndiye problem. Hawana wawanotya zvachose vanhu waya. Unotorohwa kuti pinda pinda. Ngawaiswe mukati morasa key yejeri moisa mutemo wekubanner mahwindi vanhu wafambe wakasunungukaHaa nini handikwire stallion cruise,futi ,ndakakwira bhazi iroro Friday kubva harare kuenda bulawayo, ndati bhazi raibhururuka .

 

 

 

apa rakadhakwa suspension yese driver ayiita suicide ,ku overtaker pasingaite ,kurikunzi rabuda muroad hapana ayipona ipapoThey are heartless munhu wavakarova mukadzi and akakuvara zvinonzwisa tsitsi😭Kusvika makuziva kt CAG ndomabhazi ekufamba nawo zvimwe izvo dzangove nharoZebra kiss ndane nguva refu ndichikwira bhazi ravo kuenda

 

 

 

 

kuNyamapanda havazochinja Mari yekubhadhara ndakazokwira rimwe hatichataura mazita ndakabvandanzi Mari yamabhadhara inogumira paMutoko . Saka Zebra kiss irinani mari yawaudzwa ndiyo yaunongo bhadhara

  • Share: