Ndiri kunyara dai maisawo asina uniform
Yah rakachena Wena ndarionaZemo rine vatendi hatina zera naroRudo gunenge gwasvika palevel riya rekuti kata iwe umwe achiti kata iwe???
Muyedzo Haipere kuvatendi..Ko zvekudzotumira chikiti kumurume
wemunhu chii. Asi chakachena zvachoAward kumusikanaVarume tie vashoma kana watombomuwana chero wemunhu iyeye bho zvekuti ?Ndiri kunyara dai maisawo asina uniform