Rapture yakasvika kwaari??RIPHaa maone muface aigona zvake uyu problem ma blogger anozotanga kuposter munhu afa dai vaidaro vanhu varivapenyu achizikanwa nenyika yeseDzinogona Kurira Chero NguvaApeast Appy muimbi ndiye akaimba song yekuti ndaisabeliever kuti
kune vasikana vanokuda usina chaunachoPrimrose Kanemavara ndaisa believe kut mune wasikana. Wanokuda usinachaunachoBricky Vee Svenje Inno akaita accident along Glenara and samora akaita accident nebus
Bus rakamurova but after investigation from the police bus Ndiro ranga riri wrong. And then he was admitted kuparirenyatwa ICU then went mawards. Akakuvara musoro.