The same Man weku Kwekwe akambo trender achirova mukadzi mukuru anonamata ku church kwake ndiye ane maresults aripama pictures, Anorova mukadzi.The sad thing is brainwashed people will blame the woman vototi baba vari kurwiswa..Tikati naMatai hatina kuti Pusai
This is wrong?This is so wrong imhondi mface uyo?I can't allow this nonsense to my daughter/ sister nxaaaa inguruve yaPastorHanzi musikana atodzingwa muchurch, they are now fasting and fund raising for Papa hanzi pafamba Satan ?♀️?♀️?♀️Ukaona munhu anorohwa kudai achiramba kubva pamurume muendesei ku funeral parlour anoita payment plan ye coffin rake and
make sure every month you force her to make her payment obva ipapo oenda ku kanzuru onoita payment plan yepaachavigwa taneta nevanhu vanonyepera kuzungaira, ivo vanhu vanoenda ku Church kwake hakuna denga ramurikugadzirira