Tuesday, September 09

Zimbabwe Is Now Not Safe

Nyika yakatakura ndinoti sorry kwamuriBikita ndapererwa mwana wehanzvanzi wandakasiyirwa mushure mekurambana nemukadzi angomuka akafa pasina kurwara. Pandati ndimutse vana vagadzirire tibude wanei mwana

 

 

 

 

 

haasi kumuka ndatombomuitira hasha ndichiti kunyarara hake maone kunptarisa kudai wanei mwana have chando. Hanzvanzi yangu ndoiudza sei veduwee. Ko Mai vemvana vachazvitambira sei.???Sorry dear zvinowanikwa especially kana uchigara mutown but kana uri kumamisha mumachonyonyo ha Mai nhanha

 

 

 

 

motosimba coz unotori muroyi akadya mwana wehanzvadzi ,wototanga kumwa mapiritsi e depression, ne hama futi ndodzimwe worse ukaita seunezvimari mari ,haa pakaipa just prayAslong Musina chamakaita pakufa kwake why worry tell them unoziva ndiMwari

  • Share: