Zororai murugare vasikana??Hanzi vakaenda kunowacha pachi Dam ndokubva vashaya dzimwe hembe pavakadzokera kumbs ndokuudza vanga vari kumba ndokubva vati handei t
inodzitsvaga ndokudzokera ku Dam Kuya vari 4 pa4 apa 3 ndoo vskapinda mumvura 1 ndokusara kunze hanzi akaramba kupinda mumvura paakaona kuti vanhu havasi kubuda mumvura ndoo paakamhanya kunoudza vanhu
kuti Tete nevaRoora 2 vese vapinda mumvura havasi kubudaVkatorwa nejuzu kungoti pmwe havaziv havo kut ukaona waenda kunowacha hembe dzikatorwa ziv kut pne juzu Vaisafa kupinda mumvura zvkaoma zororai murugare