Monday, October 06

Zimbabwe yapinda mhondi izvi zvorwadza Mvurwi in Zimbabwe mwana uyu anonzi shumirai Simon angonyangarika

Zimbabwe yapinda mhondi izvi zvorwadza Mvurwi in Zimbabwe mwana uyu anonzi shumirai Simon , Saturday Shumie akango nyakarika mushure mekunge achitamba nevamwe vana,

 

 

 

 

zvadero vanhu vakabva vatanga Kutsvaga mwana,,, nechipiri mwana akazowanikwa akashaika mugomba resewage asi underwear yake neskin tight zvakawanikwa zviri pasi pedombo kuratidza pane zvaakatoitwa akapotserwa musewage.Zim yakutyisa

 

 

 

 

Very very touching story ????

Ubvunzo wangu mhondi idzi dziri kubatwa here?

  • Share: