Saturday, June 07

Zimbabwean Man In Capetown Abatwa Achiba

Iboyfriend yaani iyi ?

Shuwa Lloyd kujamba border kuuya Capetown kuzoba hembe pawashing line haaa nikisi mhani šŸ™†Maiwe my pillar of strength pls vasauraye father of my unborn childrenHope magadzirisa maoko iwayo anotora zvevamweMust

 

 

 

 

rote in jail nxaaaDzapedza hadzo kunanura dzodaidzira huyayi muhodhe ndine nyama yebhero dzakabva paMoza apa 🤣🤣🤣Ndovanotikanganisira semaforeigner ivava

  • Share: