Friday, December 19

Zimbabweans Atsamwa Ku Chinese Mine Vojamuka

Vana vevhu ukavanyima salary vanotsamwa ???‍♂️ hanzi kune vazopisa ma truck ema ChinaKana

 

 

 

 

kutopisa ari maChina acho zvese zvinoita futiI blame vanhu vanoshandira ma China kana usinga gone kuzvi horesa never go to a chinese man uchida basaVagona!!! zvorwadza apa mhuri inenge yakamirira pachristmas

 

 

 

 

kudai iwe woudzwa nyaya nxaUkaona munhu akusvika pakuratidzira anenge ambozama kushingirira. Munenge mashanda mwedzi mwedzi muchingonzi next month varikuisa yese ye 4 months /6months. Kushandira machina dzangova nharo chete

  • Share: