Saturday, April 04

Zimbabweans In UK This Is A Sad Story

 Zim Uk lm Mr Jarawaza ndakatenga maTrucks angu in 2024 mamwe anotakura Timber to Malawi,SA and Zambia so pane mwana waBaba wangu different mothers akakumbira kuti amboshandewo ndikamupa basa asati apedza mwedza achidriver my truck

 

 

 

 

akabva avirwa netsaona iyo ndokufa saka ndonhau ikunetsa nevehukama vakunditi ndakamuchekeresa why zvakaitika kwaari zvekuti panhamo handina kuenda ndakati ndingarohwe so was thinking of selling all the trucks ndorega kudzokera in Zimbabwe

  • Share: