Friday, April 19

Zimbabweans Oti Hazvisi Make Sense Sir Wicknell Chivayo Opa Tafadzwa Chidawo Anobata Mbavha Mota Toyota Prado Ivo Vari Mbavhawo

Friends and family help me thank Sir Wicknell for his generosity. We can now cover the whole country. Brand new Toyota Prado for Matrix πŸ™πŸΎπŸ™πŸΎπŸ™πŸΎ

#ngwarapatown

 

 

 

 

 

 

Hazvi make sense hazvo kupihwa ma tools nembavha kuti ubate dzimwe mbavha 

 

 

 

 

 

 

Ukazobata bata vanhu vari close kuna wicknell uchasia mutemo uchiita basa rawo here or your conscience will be compromised 

Ameno ###But pane imwe mbavha ikufanirwa kubatwa iyo yakupa mota iyo imbavha hombe kkkkk

  • Share: