Thursday, May 08

Zimbabweans Siyanai Na Phillip Chiyangwa Ava Ndobaba Va Fifi Maitt First Husband Vachiyangwa Havazikufara Nekuvadzikisira Zita Ravo

Siyanayi nafidza plz fidza ane vana vakawanda ende anochengeta vana vake futiImi vanhu regai kunyepera Philip Chiyangwa kuti ndiwo baba waFifi ....Murume uyu ndiwo baba waFifi anonzi Elisha Muzeya ....Iwe Erisha tora Fifi unopa mbuya Muzeya kuGlen view uko...

  • Share: