Nyika haigwiwi nema bible verses inoda pfuti tarisai muone pavanga vachipa speech sure umwe munhu angauya achivhiringa asi pane security haa mhani dzimwe 5 yrs dzokutaura woga
Zvakaoma asi zec ngaisatidaro so🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️🙆♀️ SATAN PAAGERE NXAAAA Emmerson Mnangagwa - 2350711 Which is 52.6%
Nelson Chamisa - 1967343 which is 44%Asi if the difference is 383, 368 why the percentage is so different,.... Jus curious 💔💔Saka kana vanhu vakawanda vasikufara nezvabuda musarudzo,,
i wonder kt akavotera tsepete tsepete wacho ndivanaani🤔🤔🤔Izvi hazvisikuda Mwari zvirikuda isu vanhu timire chaiko let’s fightShame zvakaoma Mwari we UK American SouthAfrica Zambia Koisuwo muzvipatarA amuna mushongA munhu akungotengesa yoo yaa