Friday, April 26

Zimbabweans You Are Busy Nenyaya Dzisina Basa Sewege Achiwerera Chitungwiza Chese Zanupf Yauraya Nyika Vanhu Kufamba Vachijamba Dhodhi

Suweji iri kungoyerera pose-pose, kusanganisira pedyo nedzimba, kuChitungwiza izvo zvinogona kukonzera kupararira kwakanyanya kwecholera zvichitevera kunyuka kwakaita chirwere ichi kunzvimbo zhinji dzenyika

  • Share: