Today, the Minister of Higher and Tertiary Education, Innovation, Science and Technology Development Ambassador F. Shava come Seee This
Mudzidzisi akadyirwa babe nestudent.....it happened 3 years back
Ari mwana wangu teacher hokoyo ?Haaaa kana wakurova nemaoko manje apo wotoziva hako kuti neni wacho uchatorova futi. Mwana cab be disciplined but dziriko nzira dzekurova mwana dzatinoziva tese not izvo zvekutosvika pakuisa header haaaa uyo
anonyeba uyo. Ndini ndinotozosungirwa attempted murderGovernment ipaiwo mateacher salary irinani coz munokuvadzisa vana munhu ane mari haana hashaNdakambodzidza nemumwe aiti akarohwa neshamhu aibvuta shamhu yacho otyora tyora otobata teacher collar