Friday, December 19

ZRP Police Officer Avo Must Be Arrested Kudzura Driver We Kombi Kombi Ichifamba

Nekunenge kwabva hasha dzacho unokushaya mufungeNzara hakuna chipurisa chakadai 75us bonus makadya wanichallenge hombe yatinayo muZim is this officer anoto budirira kusunga munhu uyu achimu tyorera kodzero dzake and then omuendesa ku Station where this driver will be

 

 

 

thoroughly beaten achinzi anga achida kuwonererwa,once munhu waisa mu station the whole station sides with the arresting officer kunyange ariye akanya...nenyaya yeku shaya zvikwanisiro zvekuti munhu azo tsvagawo lawyer inongofa yaka daroNzara yakaoma unoita yese yese, kuti hapana kusiri kufa kkkIt's very bad

 

 

 

 

ko munhu akarovera nemsoro pasi obva afa hhhh ndoudaya dzinza rose ndokusiya uri oneInini ndodonha naye na Mwari kudai izvozvi pane a police lady akandisaiza pa mupedzanhamo apo ndakamumisa police re area ye mupedzanhamo,ZBC ne kelvin corner zvamuri kutsvaga muchasangana nazvo

  • Share: