Friday, September 12

ZRP Police vazorova driver wemushika shika (ALLEGEDLY) vakamukuvadza and Povho yajamuka

Vakomana ve PORISI vazorova driver wemushika shika (ALLEGEDLY) vakamukuvadza and Povho yanga yaakuda musoro vawo vachida kutovapititsaAt times i look at people and wonder zvinenge zvichimbonyatso famba sei mumusoro chaimo. How are they feeling during time yekurova munhu kusvika pakukuvadza? How is the brain operating and thinking during that period? After seeing kuti akuvara, you continue kurova chete? How does that happen? Aaaah

 

 

 

 

I just wonderThe ZRP confirms a devastating fatal road accident that occurred Harare–Bulawayo Road,I once met 2 police officers vasunga hwindi pa puma Julia's nyerere,they exchanged claps pana hwindi iyeye and I was behind them,saka mkoma vayirohwa ava was wearing a flat base cap and it ended up falling pasi and he couldn't pick it up because he was handcuffed. So i just quickly ran infront of the three and picked up the cuffed guy's cap and

 

 

 

 

put it back on his head and I asked the 2 officers why they were beating him up cause he wasn't violent or even restricting to arrest , vakabva vastika zvikanzi sorry madam ? and I was like no guy's sorry hayishande apa povo bvayapindira haaagh ndakabakidza moto. Kubva that day ndiri madam we mahwindi epana julias nyerere,NOP makoni pa velvetVakomana vezvikepi

 

 

 

vanenge vanehasha yenzaraI dont blame police... mutemo unoshanda muno unogadzirwa me parliamrnt [mps senate and ministr] and police do enforce .. ptroblem ndeyr kuda kurwisana nepolice uchida kunzwirwa tsitsi ... kana kuda kugohwesa .. so the issue unogona kubudirira kana kunyura ...

  • Share: