Thursday, May 01

Zuva Habane Oti Ndirikuuya Ne V11 Ra Dzabu Mwana Wa Madamboss Kana Adonha Guvhu Ana Zuva Itai Moyo Wekubereka

Zuva akapera kare zvake full stop Hana nyaya as for babahadzi iyo ayina nyaya 

As for me zvangu Tyra to the world ndomuda zvekudaro , Makati akaromba nechibereko ,Makati nhumbu Hana isilicone ,nhasi mwana akahura saka penyu ndepapi dzikamai madamboss akazodva nedenga uyoTaura hako Tyra ane ma v11 aanawo ngaaburitse ko vanogarireiko nenyaya dzevanhu buritsai kah ma vedio acho toona zvodaraka izvo

  • Share: