Saturday, April 20

Zuva Is Working For Zodwa And Posh To Diffuse And Kuvhara Nyaya YeGold Mafia Madam Boss Varimo Futi Mudhiri Racho Unfocused Youth Muchingoitiswa

Mazimbambwean takapusa tinobvuma kuitiswa nevanhu ava ,uyo wamunoti Zuva atoti busy zvake kuitisa vanhu kuti vakanganwe nyaya yeGold mafia Muchingosekerera matuzvi ema ferebrity.

Someone trusted said "Hapana achada kutamba naZuva kuCanada nenyaya yekunyepa .Zuva is working for Zodwa and Nomatemba posh to diffuse nyaya dze Gold mafia  Madam boss varimo guti mudhiri racho ".Chokwadi tichadzidza zvakawanda 

  • Share: