Monday, June 23

Zvaitika Kuno Musoja Apfuura Vana Nemukadzi Iye Achibva Azviuraya

Musoja akapfura mukadzi nevana iye akazozvipfura nekuda kwekuti mari yake.yepay yanga yakuuya yavashoma achibatirwa maintenance nevamwe vakadzi vatatu

 

 

 

 

Zvakaoma ummm akadii kuzviuraya iye egaAnopenga mxaa saka mkadzi nevana vatadzei apa nhai vaurairwei adii kuzviuraya ega nekusagona kuvhara zip

 

 

 

 

kwake mxaaMunhu anourayirei vamwe kana achida kufa ngazvifireEnde fut soo adii kufa ega hke maintanance yacho zvovharana pane kuuraya mukadzi nevana imbwa chaiyo nhym

  • Share: