Saturday, September 13

Zvaitika Mu Rank Izvezvi Mukadzi Angodonha

SAD news Zvishavane. Zvaitika Murank Mandava izvozvi. Nguva kana yakwana hapana anoramba. Yaamai avo yakwana vachienda ku Hospital. Hanzi vanga vane BP makumbo avo anga aka zvimba apa vane mwana mudiki uyo. May her Soul Rest in Peace

 

 

 

 

SAD news Zvishavane. Zvaitika Murank Mandava izvozvi. Nguva kana yakwana hapana anoramba. Yaamai avo yakwana vachienda ku Hospital. Hanzi vanga vane BP makumbo avo anga aka zvimba apa vane mwana mudiki uyo. May her Soul Rest in Peace. 

  • Share: