Zvakaoma, Danny anga achidriver mota yeshamwari kwakuita tsaona ndokufa iye, mukadzi weshamwari, mwana weshamwari pamwe na maid weshamwari.ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜
Mhuri yaenda, shamwari yaendaðŸ˜ðŸ˜.
Tsaona yaitika nhasi pa bridge rekupinda muChinhoyiRest in peace but matauriro awaita panenyaya apoo...vadzimu vemurume havana
kufara nazvo sahwira anofanira aitotwasanudza makumboNdaiwona ichangoitika ma1 mmmmmmSethjr Sethjr ndoyanzi yaitika pa bhutsu hre nhai hama but yepabhutsu yaichinz yauraya munhu 1