Team Capetown harina kumira boe . Umwe paakabva kwaGogo Chihera account yeumwe yakaenda. Nhasi umwe auyisa mwana yaMoreboys yaenda futRegerai ku joina ma link
emuriwo regerai vakomana 👅Zvinorwadza izviKasi angonzi tipo code Yauya kufoni kwako sezvakaitwa Ana nyathi 🙄🙄🙄